Zekaria 14:13 - Shona BIBLE13 Zvino nezuva iro kunyonganiswa kukuru kunobva kuna Jehovha kuchavapo pakati pavo; mumwe nomumwe achabata ruoko rwowokwake, uye ruoko rwake ruchasimudzirwa ruoko rwowokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino nezuʋa iro kunyoŋganiswa kukuru kunobva kunaJehova kucaʋa’po pakati paʋo; mumŋe nomumŋe ucaɓata ruʋoko rwowokwake, ʋuye ruʋoko rwake rucasimudzirwa ruʋoko rwowokwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino nezuva iro kunyonganiswa kukuru kunobva kuna Jehovha kuchavapo pakati pavo; mumwe nomumwe achabata ruoko rwowokwake, uye ruoko rwake ruchasimudzirwa ruoko rwowokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Panguva iyoyo TENZI achapazamisa vanhu musoro zvokuti munhu achangoti ruoko rwomumwe ndu–u mumwewo iyeyo ruokowo runenge rwatova mudenga kare rwokurwisana naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Panguva iyoyo TENZI achapazamisa vanhu musoro zvokuti munhu achangoti ruoko rwomumwe ndu–u mumwewo iyeyo ruokowo runenge rwatova mudenga kare rwokurwisana naye. Viz kapitola |