Zekaria 12:6 - Shona BIBLE6 “Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nezuʋa iro ndicaita madzishe aJuda segaŋgo romŋoto pakati pehuni, ʋuye sezhenje romŋoto pakati peɀisote; ʋacaparadza ndudzi dzose dzaʋanhu ʋakapoteredza, kuruʋoko rworudyi nokuruʋoko rworuɓoshwe; ʋeJerusarema ʋacagara ɀe panɀimbo yaʋo, ipo paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Panguva iyoyo ndichaita kuti mhuri dzokwaJudha dzinge choto zvacho chomoto musango, sezhenje romoto mumashanga. Vacharakatisa vanhu uku nokuku nharaunda yose. Izvozvo Jerusaremu, vagari varo rinenge richinavo, imomu muJerusaremu. Viz kapitola |