Zekaria 11:9 - Shona BIBLE9 Ipapo ndikati, “Handichadi kukufudzai; chinoda kufa ngachife hacho, chinofanira kuparadza, ngachiparadzwe hacho; akasara ngaadye mumwe nomumwe nyama yomumwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ndikati: Handicaɗi kukufudzai; cinoɗa kufa ŋgacife haco, cinofanira kuparadzwa, ŋgaciparadzwe haco; akasara ŋgaadye mumŋe nomumŋe nyama yomumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo ndikati, “Handichadi kukufudzai; chinoda kufa ngachife hacho, chinofanira kuparadza, ngachiparadzwe hacho; akasara ngaadye mumwe nomumwe nyama yomumwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokudaro ndakati handichava mufudzi wenyuzve. “Chafa chafa, chaparara chapararawo, zvinenge zvasara regai zvidyane kunyanya zvazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokudaro ndakati handichava mufudzi wenyuzve. “Chafa chafa, chaparara chapararawo, zvinenge zvasara regai zvidyane kunyanya zvazvo.” Viz kapitola |