Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 11:8 - Shona BIBLE

8 Ndikaparadza vafudzi vatatu nomwedzi mumwe, nokuti mweya wangu wakanga waneta navo, nemweya yavo yakandisemawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndikaparadza ʋafudzi ʋatatu nomŋedzi mumŋe, nokuti mŋeya waŋgu wakaŋga waneta naʋo, nemŋeya yaʋo yakandisema ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndikaparadza vafudzi vatatu nomwedzi mumwe, nokuti mweya wangu wakanga waneta navo, nemweya yavo yakandisemawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nomwedzi mumwechete chaiwo, ndakaparadza vafudzi vatatu. Asi ndakazodzamara ndotsamwa kwazvo nadzo, idzo dzaiita daka neni.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 11:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy