Zekaria 11:6 - Shona BIBLE6 “Nokuti handichazovi netsitsi navagere munyika ndizvo zvinotaura Jehovha; asi tarirai, ndichaisa vanhu avo, mumwe nomumwe muruoko rwookwake, nomuruoko rwamambo wake; vachaparadza nyika, ini ndisingavarwiri paruoko rwavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti handicazoʋi netsitsi naʋagere munyika — ndiɀo ɀinotaura Jehova; asi tarirai, ndicaisa ʋanhu aʋo, mumŋe nomumŋe muruʋoko rwowokwake, nomuruʋoko rwamambo wake; ʋacaparadza nyika, ini ndisiŋgaʋarwiri paruʋoko rwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Nokuti handichazovi netsitsi navagere munyika ndizvo zvinotaura Jehovha; asi tarirai, ndichaisa vanhu avo, mumwe nomumwe muruoko rwookwake, nomuruoko rwamambo wake; vachaparadza nyika, ini ndisingavarwiri paruoko rwavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndinodaro nokuti handisisina tsitsi navagari venyika iyi, ndizvo zviri kutaura TENZI. Rega zvako uone! Ndichaitisa vanhu kuti mumwe nomumwe awire mumaoko omufudzi wake, mumwe nomumwe achiwira mumaoko amambo wake. Vachapwanya nyika, handina wandinonunura mumaoko mavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndinodaro nokuti handisisina tsitsi navagari venyika iyi, ndizvo zviri kutaura TENZI. Rega zvako uone! Ndichaitisa vanhu kuti mumwe nomumwe awire mumaoko omufudzi wake, mumwe nomumwe achiwira mumaoko amambo wake. Vachapwanya nyika, handina wandinonunura mumaoko mavo.” Viz kapitola |