Zekaria 11:3 - Shona BIBLE3 Inzwai izwi rokuungudza kwavafudzi! Nokuti kukudzwa kwavo kwaparadzwa; inzwai izwi rokuwomba kwavana veshumba! Nokuti kuzvikudza kwaJodhani kwaitwa dongo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Inzwai inzwi rokuwuŋgudza kwaʋafudzi! nokuti kukudzwa kwaʋo kwaparadzwa; inzwai inzwi rokuʋomba kwaʋana ʋeshumba! nokuti kuɀikudza kwaJoridani kwaitwa ɗoŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Inzwai izwi rokuungudza kwavafudzi! Nokuti kukudzwa kwavo kwaparadzwa; inzwai izwi rokuwomba kwavana veshumba! Nokuti kuzvikudza kwaJorodhani kwaitwa dongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Terera unzwe mhere yavafudzi nokuti mbiri yavo yaparadzwa. Heko kudzvova kweshumba nokuti jokotywa resango, sango raJorodhani raparara. Viz kapitola |