Zekaria 11:2 - Shona BIBLE2 Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imi miouku yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wuŋgudza iwe musipresi, nokuti musidari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwaɀo yaparadzwa; wuŋgudzai, imi miouki yeBashani, nokuti ɗondo risiŋgabviri kupindwa ratemŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ungudza iwe musipiresi, nokuti musidhari wawira pasi, nokuti miti yakanaka kwazvo yaparadzwa; ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo risingabviri kupindwa ratemwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe muti womusaipurasi ungudza nokuti miti yemisidhari yawa nokuti miti ine mbiri yaparara. Hwihwidzai kuchema imi mioku yeBhashani nokuti sango dema rarizhaniswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iwe muti womusaipurasi ungudza nokuti miti yemisidhari yawa nokuti miti ine mbiri yaparara. Hwihwidzai kuchema imi mioku yeBhashani nokuti sango dema rarizhaniswa. Viz kapitola |