Zekaria 11:14 - Shona BIBLE14 Ipapo ndikavhuna–vhuna imwe tsvimbo yangu, yainzi, “Zvisungo,” kuti ndiputse ukama hwaiva pakati paJudha naIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo ndikavuna‐vuna imŋe tȿimbo yaŋgu, yainzi Ɀisuŋgo, kuti ndiputse ʋukama bgaiʋa pakati paJuda naIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo ndikavhuna-vhuna imwe tsvimbo yangu, yainzi, “Zvisungo,” kuti ndiputse ukama hwaiva pakati paJudha naIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakatyorawo tsvimbo yangu yechipiri iya inonzi, Kuwirirana, ndichitoparadza ukama huri pakati pevokwaJudha nevokwaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndakatyorawo tsvimbo yangu yechipiri iya inonzi, Kuwirirana, ndichitoparadza ukama huri pakati pevokwaJudha nevokwaIsiraeri. Viz kapitola |