Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 11:13 - Shona BIBLE

13 Jehovha akati kwandiri, “Chizvikandira kumuwumbi wehari; ndiwo mutengo wakanaka wandakatengwa nawo navo.” Ini ndikatora masirivha ana makumi matatu, ndikaakandira kumuwumbi wehari mumba maJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Jehova akati kwandiri: Ciɀikandira kumuʋumbi wehari; ndiwo muteŋgo wakanaka wandakateŋgwa nawo naʋo. Ini ndikatora masirveri anamakumi matatu, ndikaakandira kumuʋumbi wehari mumba maJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Jehovha akati kwandiri, “Chizvikandira kumuumbi wehari; ndiwo mutengo wakanaka wandakatengwa nawo navo.” Ini ndikatora masirivha ana makumi matatu, ndikaakandira kumuumbi wehari mumba maJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 TENZI akandiudza kuti, “Iise munochengeterwa upfumi,” iwo mazimari acho omubayiro wavakanditambirisa. Saizvozvo ini ndakatora makumi matatu emari yamashekeri yesirivha ndikaiisa munochengeterwa upfumi mumba yaTENZI.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 TENZI akandiudza kuti, “Iise munochengeterwa upfumi,” iwo mazimari acho omubayiro wavakanditambirisa. Saizvozvo ini ndakatora makumi matatu emari yamashekeri yesirivha ndikaiisa munochengeterwa upfumi mumba yaTENZI.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 11:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy