Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 1:6 - Shona BIBLE

6 Asi mashoko angu nemitemo yangu, zvandakaraira varanda vangu, ivo vaporofita, hazvina kubata madzibaba enyu here? Ivo vakadzoka, vakati, ‘Jehovha wehondo sezvaakafunga kutiitira, zvakafanira mabasa edu nezvakafanira zvatakaita, ndizvo zvaakatiitira.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi mashoko aŋgu nemitemo yaŋgu, ɀandakaraira ʋaranda ʋaŋgu, iʋo ʋaprofita, haɀina‐kuɓata madziɓaɓa enyu here? Iʋo ʋakadzoka, ʋakati: Jehova wehondo seɀaakafuŋga kutiitira, ɀakafanira maɓasa eɗu neɀakafanira ɀatakaita, ndiɀo ɀaakatiitira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi mashoko angu nemitemo yangu, zvandakaraira varanda vangu, ivo vaporofita, hazvina kubata madzibaba enyu here? Ivo vakadzoka, vakati, ‘Jehovha wehondo sezvaakafunga kutiitira, zvakafanira mabasa edu nezvakafanira zvatakaita, ndizvo zvaakatiitira.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ko iwo mashoko angu nemirao yangu zvandakaudza varanda vangu vaporofita hazvina kukaurisa madzibaba enyu here? Vakazotendeuka voti inga wani zviya zvakanga zvarongwa kuitwa kwatiri naTENZI wehondo nehondo zvichifambirana nenzira dzedu nezviito zvedu ndizvo zvaari kuita kwatiri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Zekaria 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy