Zekaria 1:19 - Shona BIBLE19 Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zviiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ndikati kumutumŋa, wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi? Akandipindura, akati: Ndidzo nyaŋga dzakaparadzira Juda naIsraeri neJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo ndikati kumutumwa, wakanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi?” Akandipindura, akati, “Ndidzo nyanga dzakaparadzira Judha naIsiraeri neJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ini ndokuti kumutumwa wandaikurukura naye, “Ko zviiko izvi?” Iye akabva anditi, “Ndidzo nyanga dzakamwararisa vokwaJudha nevokwaIsiraeri neJerusaremu.” Viz kapitola |