Zekaria 1:12 - Shona BIBLE12 Ipapo mutumwa waJehovha akapindura, akati, “Aiwa, Jehovha wehondo, mucharamba musinganzwiri nyasha Jerusaremu namaguta aJudha amakatsamwira makore ano ana makumi manomwe kusvikira rinhiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo mutumŋa waJehova wakapindura, akati: Haiwa, Jehova wehondo, mucaramba musiŋganzwiri nyasha Jerusarema namaguta aJuda amakatsamŋira makore ano anamakumi manomŋe kuȿikira riniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo mutumwa waJehovha wakapindura, akati, “Aiwa, Jehovha wehondo, mucharamba musinganzwiri nyasha Jerusaremu namaguta aJudha amakatsamwira makore ano ana makumi manomwe kusvikira riniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Mutumwa waTENZI akati, ‘Nhai TENZI wehondo nehondo, kusvikira rinhi chaizvo musingaitirewo tsiye nyoro Jerusaremu namaguta okwaJudha amakadai kushatirirwa kwamakumi manomwe amakore?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Mutumwa waTENZI akati, ‘Nhai TENZI wehondo nehondo, kusvikira rinhi chaizvo musingaitirewo tsiye nyoro Jerusaremu namaguta okwaJudha amakadai kushatirirwa kwamakumi manomwe amakore?’ Viz kapitola |