Zekaria 1:11 - Shona BIBLE11 Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota–pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋakapindura mutumŋa waJehova wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte, ʋakati: Takapota‐pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere icizorora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Viz kapitola |