Zefania 3:8 - Shona BIBLE8 Naizvozvo, ndimirirei ndizvo zvinotaura Jehovha kusvikira zuva randichasimuka kuzopamba; nokuti ndatonga kuti ndichaunganidza ndudzi dzavanhu, kuti ndikokere ushe hwose, ndidire pamusoro pavo hasha dzangu, iko kutsamwa kwangu kukuru; nokuti nyika yose ichapedzwa nomoto wegodo rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo, ndimirirei — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kuȿikira zuʋa randicasimuka kuzopamba; nokuti ndatoŋga kuti ndicaʋuŋganidza ndudzi dzaʋanhu, kuti ndikokere ʋushe bgose, ndiɗire pamsoro paʋo hasha dzaŋgu, iko kutsamŋa kwaŋgu kukuru; nokuti nyika yose icapedzwa nomŋoto wegoɗo raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo, ndimirirei ndizvo zvinotaura Jehovha kusvikira zuva randichasimuka kuzopamba; nokuti ndatonga kuti ndichaunganidza ndudzi dzavanhu, kuti ndikokere ushe hwose, ndidire pamusoro pavo hasha dzangu, iko kutsamwa kwangu kukuru; nokuti nyika yose ichapedzwa nomoto wegodo rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Naizvozvo chindimirirai,” ndizvo zvinotaura Tenzi mumirire zuva randichasimuka sechapupu nokuti chandiri kufunga ndechokuunganidza marudzi nokukokorodza dzinyika kuti ndipedzere pavari shungu dzangu, kuviruka kwangu kwose nehasha nokuti nyika yose icharoromeswa mumoto wehasha dzeshanje yangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Naizvozvo chindimirirai,” ndizvo zvinotaura Tenzi mumirire zuva randichasimuka sechapupu nokuti chandiri kufunga ndechokuunganidza marudzi nokukokorodza dzinyika kuti ndipedzere pavari shungu dzangu, kuviruka kwangu kwose nehasha nokuti nyika yose icharoromeswa mumoto wehasha dzeshanje yangu. Viz kapitola |