Online Bible

- Reklamy -

Zefania 3:19 - Shona BIBLE

19 Tarirai, nenguva iyo ndichatonga vose vanokumanikidza, ndichaponesa vanokamhina, nokuunganidza vakadzingwa; ndichavaitira mbiri nezita rakanaka, ivo vainyadziswa panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Tarirai, neŋguʋa iyo ndicatoŋga ʋose ʋanokumanikidza, ndicaponesa ʋanokamhina, nokuʋuŋganidza ʋakadziŋgwa; ndicaʋaitira mbiri nezita rakanaka, iʋo ʋainyadziswa panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Tarirai, nenguva iyo ndichatonga vose vanokumanikidza, ndichaponesa vanokamhina, nokuunganidza vakadzingwa; ndichavaitira mbiri nezita rakanaka, ivo vainyadziswa panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Chinzwa, panguva iyoyo, ndichaonana nevanokurwadzisa ndigonunura zvirema ndikokorodze vanosemwa. Ndichapindura kunyara kwavo ndichikuita kuti kuve kurumbidza kuzivikanwe pasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Chinzwa, panguva iyoyo, ndichaonana nevanokurwadzisa ndigonunura zvirema ndikokorodze vanosemwa. Ndichapindura kunyara kwavo ndichikuita kuti kuve kurumbidza kuzivikanwe pasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 3:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy