Zefania 3:16 - Shona BIBLE16 Nezuva iro vachati kuJerusaremu, ‘Usatya hako iwe; iwe Zioni, maoko ako ngaarege kushaiwa simba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nezuʋa iro ʋacati kuJerusarema: Usatya hako iwe; iwe Zioni, maʋoko ako ŋgaarege kushaiwa simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nezuva iro vachati kuJerusaremu, ‘Usatya hako iwe; iwe Zioni, maoko ako ngaarege kushaiwa simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nomusi iwoyo kuchanzi nezveJerusaremu, “Rega zvako kutya iwe Zioni rega zvako kurukutika maoko ako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nomusi iwoyo kuchanzi nezveJerusaremu, “Rega zvako kutya iwe Zioni rega zvako kurukutika maoko ako. Viz kapitola |