Zefania 2:4 - Shona BIBLE4 “Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Gaza ricasiyiwa, Ashkeroni ricaitwa ɗoŋgo; ʋacadziŋga Ashdodi masikati makuru, Ekroni ricadzurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa. Viz kapitola |