Online Bible

- Reklamy -

Zefania 2:14 - Shona BIBLE

14 Zvipfuwo zvichavata pasi mukati maro, idzo mhuka dzamarudzi ose; hukurwizi nenungu zvichavata pamisoro yembiru dzaro; izwi rokurira kwazvo richanzwika pamahwindo; kuparadzwa kuchavapo pazvikumbaridzo; nokuti wakafukunura zvakavezwa zvemisidhari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀipfuwo ɀicaʋata pasi mukati maro, idzo mhuka dzamarudzi ose; hukurwizi nenuŋgu ɀicaʋata pamisoro yembiru dzaro; inzwi rokurira kwaɀo ricanzwika pamawindi; kuparadzwa kucaʋa’po paɀikumbaridzo; nokuti wakafukunura ɀakaʋezwa ɀemisidari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvipfuwo zvichavata pasi mukati maro, idzo mhuka dzamarudzi ose; hukurwizi nenungu zvichavata pamisoro yembiru dzaro; izwi rokurira kwazvo richanzwika pamawindo; kuparadzwa kuchavapo pazvikumbaridzo; nokuti wakafukunura zvakavezwa zvemisidhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Matanga emombe acharara zvawo pakati paro, mhuka dzose dzesango magora nenjiri zvose zviri zviviri zvichagara pambiru dzaro, kuchema kwezizi kuchinzwika mumawindho gunguo richachema riri pamusuo mapango emusidhari achanzi panze yacha kufukurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Zefania 2:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy