Zefania 2:10 - Shona BIBLE10 “Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndiɀo ɀaʋacapiwa nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋo, nokuti ʋakaɀidza ʋanhu ʋaJehova wehondo nokuɀikudza kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo. Viz kapitola |