Zefania 1:6 - Shona BIBLE6 navakadzoka pakutevera Jehovha, navasina kutsvaka Jehovha kana kumubvunza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 naʋakadzoka pakuteʋera Jehova, naʋasina‐kutȿaka Jehova kana kumubvunza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 navakadzoka pakutevera Jehovha, navasina kutsvaka Jehovha kana kumubvunza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 navakafuratira Tenzi vasisatsvaki Tenzi kana kunzwa kuti anotii.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 navakafuratira Tenzi vasisatsvaki Tenzi kana kunzwa kuti anotii.” Viz kapitola |