Zefania 1:2 - Shona BIBLE2 “Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicaparadza cose ɀinhu ɀose ɀiri pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Viz kapitola |