Online Bible

- Reklamy -

Zefania 1:16 - Shona BIBLE

16 zuva rehwamanda neremhere, zvinoridzirwa maguta akakomberedzwa namasvingo neshongwe dzakakwirira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 zuʋa rehwamanda neremhere, ɀinoridzirwa maguta akakomberedzwa namaȿiŋgo neshoŋgwe dzakakwirira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 zuva rehwamanda neremhere, zvinoridzirwa maguta akakomberedzwa namasvingo neshongwe dzakakwirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 zuva rokurira kwehwamanda nokurira kwemhere yehondo yokurwisa maguta etsvingo nezvokuzvidzivirira nazvo zvakati dzu-u kureba.

Viz kapitola kopírovat

Zefania 1:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy