Ʋatoŋgi 9:57 - Shona BIBLE57 nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 neɀakashata ɀose ɀaʋarume ʋeShekemi ɀakatsibga naMŋari kwaʋari; kutuka kwaJotami mŋanakomana waJerubaari, kukaitika kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 nezvakashata zvose zvavarume veShekemu zvakatsibwa naMwari kwaari; kutuka kwaJotamu mwanakomana waJerubhaari, kukaitika kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Mwari akaitawo kuti vanhu vokuShikemu vapfukirwe nouipi hwavo hwose, kurengererwa rushambwa kwavakaitwa naJotamu mwanakomana waJerubhaari. Viz kapitola |