Ʋatoŋgi 9:56 - Shona BIBLE56 Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Saiɀoɀo Mŋari akatsiʋa ɀakashata ɀaAbimereki ɀaakaitira ɓaɓa ʋake, ɀaakaʋuraya ʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋanamakumi manomŋe, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Saizvozvo Mwari akatsiva zvakashata zvaAbhimereki zvaakaitira baba vake, zvaakauraya vana vababa vake vana makumi manomwe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Ndomatsiviro akaita Mwari Abhimereki mhosva yokutadzira baba vake, yokuuraya vakoma navanun'una vake. Viz kapitola |