Ʋatoŋgi 9:55 - Shona BIBLE55 Zvino varume VaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakati ʋaciʋona kuti Abimereki wafa, ʋakaenda mumŋe nomumŋe kumba kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Zvino varume vaIsiraeri vakati vachiona kuti Abhimereki wafa, vakaenda mumwe nomumwe kumba kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Varume vechiIsiraeri pavakaona kuti Abhimereki afa vakadzokera kumisha yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 Varume vechiIsiraeri pavakaona kuti Abhimereki afa vakadzokera kumisha yavo. Viz kapitola |