Ʋatoŋgi 9:54 - Shona BIBLE54 Ipapo akakurumidza kudana jaya raitakura nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwariri, “Vhomora munondo wako, undiuraye, kuti vanhu varege kuzoti, ‘Wakaurayiwa nomukadzi.’ ” Jaya rake rikamubaya, akafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ipapo akakurumidza kuɗana jaya raitakura nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwariri: Vomora munondo wako, undiʋuraye, kuti ʋanhu ʋarege kuzoti: Wakaʋurawa nomukadzi. Jaya rake rikamuɓaya, akafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Ipapo akakurumidza kudana jaya raitakura nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwariri, “Vhomora munondo wako, undiuraye, kuti vanhu varege kuzoti, ‘Wakaurawa nomukadzi.’ ” Jaya rake rikamubaya, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Akabva akurumidza kudaidza rimwe jaya raimutakurira zvombo zvake, akariti, “Buritsa bakatwa rako muhara undipfuudze, vanhu vangazonditi akaurayiwa nomukadzi.” Jaya rake riya rakamubaya akabva afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Akabva akurumidza kudaidza rimwe jaya raimutakurira zvombo zvake, akariti, “Buritsa bakatwa rako muhara undipfuudze, vanhu vangazonditi akaurayiwa nomukadzi.” Jaya rake riya rakamubaya akabva afa. Viz kapitola |