Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:51 - Shona BIBLE

51 Asi mukati meguta makanga muno rusvingo rwakanga rwakasimba, varume navakadzi vose vakatiziramo, vose vakanga vari muguta vakazvipfigiramo, vakakwira kudenga rorusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Asi mukati meguta makaŋga munoruȿiŋgo rwakaŋga rwakasimba, ʋarume naʋakadzi ʋose ʋakatizira’mo, ʋose ʋakaŋga ʋari muguta ʋakaɀipfigira’mo, ʋakakwira kuɗeŋga roruȿiŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Asi mukati meguta makanga muno rusvingo rwakanga rwakasimba, varume navakadzi vose vakatiziramo, vose vakanga vari muguta vakazvipfigiramo, vakakwira kudenga rorusvingo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Asi muguta iri maiva neshongwe yakasimba kwazvo. Varume vose navakadzi navatungamiriri vose veguta iroro vakatizirako vakazvizaririramo vakabva vakwira kudenga reshongwe iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Asi muguta iri maiva neshongwe yakasimba kwazvo. Varume vose navakadzi navatungamiriri vose veguta iroro vakatizirako vakazvizaririramo vakabva vakwira kudenga reshongwe iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy