Ʋatoŋgi 9:42 - Shona BIBLE42 Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakaɓuɗa kusaŋgo; ʋakaʋudza Abimereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvino fume mangwana vanhu vakabuda kusango; vakaudza Abhimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Ramangwana racho vanhu vakaenda zvavo kuminda, Abhimereki ndokuzvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Ramangwana racho vanhu vakaenda zvavo kuminda, Abhimereki ndokuzvinzwa. Viz kapitola |