Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:4 - Shona BIBLE

4 Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari–bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋakamupa mari yesirveri yakaȿika mashekeri anamakum manomŋe, yaʋakatora paimba yaBaaribereti, Abimereki akaripira ʋarume ʋakaipa, ʋasinehanya, iʋo ʋakamuteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vakamupa mari yesirivha yakasvika mashekeri ana makumi manomwe, yavakatora paimba yaBhaari-bheriti, Abhimereki akaripira varume vakaipa, vasine hanya, ivo vakamutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vakatora zvidimbu makumi manomwe zvemari yesirivha mutemberi yaBhaaribheriti, vakapa Abhimereki, nemari iyoyo akatsvaga madzenga avanhu asingakatari aakaenda nawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vakatora zvidimbu makumi manomwe zvemari yesirivha mutemberi yaBhaaribheriti, vakapa Abhimereki, nemari iyoyo akatsvaga madzenga avanhu asingakatari aakaenda nawo.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy