Ʋatoŋgi 9:33 - Shona BIBLE33 Zvino mangwanani, zuva richangobuda, unofanira kufumira kundovamba guta; kana iye navanhu vaanavo vachibuda kuzorwa newe, iwe ungaita navo sezvaunoda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino maŋgwanani, zuʋa ricaŋgoɓuɗa, unofanira kufumira kundoʋamba guta; kana iye naʋanhu ʋaanaʋo ʋaciɓuɗa kuzorwa newe, iwe uŋgaita naʋo seɀaunoɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino mangwanani, zuva richangobuda, unofanira kufumira kundovamba guta; kana iye navanhu vaanavo vachibuda kuzorwa newe, iwe ungaita navo sezvaunoda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana ava mangwanani, zuva robuda, mokurumidzawo kumuka, mobva mauya muguta. Kana Gaari navanhu vaanenge anavo vouya kuzokurwisai, moita zvamunokwanisa navo.” Viz kapitola |