Ʋatoŋgi 9:30 - Shona BIBLE30 Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Zeburi muɓati weguta, wakati acinzwa mashoko aGaari mŋanakomana waEbedi, akatsamŋa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Zebhuri mubati weguta, wakati achinzwa mashoko aGaari mwanakomana waEbhedhi, akatsamwa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zebhuri mutungamiriri weShikemu paakanzwa zvakanga zvataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi akatutuma nehasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Zebhuri mutungamiriri weShikemu paakanzwa zvakanga zvataurwa naGaari mwanakomana waEbhedhi akatutuma nehasha. Viz kapitola |