Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 9:21 - Shona BIBLE

21 Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ipapo Jotami akamhanya, akatiza, akandogara paBeeri, nokuti wakatya Abimereki mukuru wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ipapo Jotamu akamhanya, akatiza, akandogara paBheeri, nokuti wakatya Abhimereki mukuru wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Jotamu akabva atiza ndokumhanya oenda kuBheeri. Akagarako nokuti aitya Abhimereki mukoma wake.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 9:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy