Ʋatoŋgi 8:35 - Shona BIBLE35 uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira VaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 ʋuye haʋana‐kuitira ʋeimba yaJerubaari, iye Gideoni, ɀakanaka pamsoro peɀose ɀakanaka ɀaakaŋga aitira ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 uye havana kuitira veimba yaJerubhaari, iye Gidheoni, zvakanaka pamusoro pezvose zvakanaka zvaakanga aitira vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Havana zvakare kana kumboita hanya nevemhuri yaJerubhaari, (Gidheoni uya uya) maererano nezvakanaka zvose zvaakaitira vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Havana zvakare kana kumboita hanya nevemhuri yaJerubhaari, (Gidheoni uya uya) maererano nezvakanaka zvose zvaakaitira vaIsiraeri. Viz kapitola |