Ʋatoŋgi 8:3 - Shona BIBLE3 Mwari wakaisa machinda maviri aMidhiani, Orebhi naZeebhi, mumaoko enyu; zvino ini ndaigona kuiteiwo, kana ndichizvifananidza nemi?” Ipapo kutsamwa kwavo kwakanyarara kwaari, avaudza izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋari wakaisa macinda maʋiri aMidiani, Orebi naZeebi, mumaʋoko enyu; ɀino ini ndaigona kuitei ʋo, kana ndiciɀifananidza nemi? Ipapo kutsamŋa kwaʋo kwakanyarara kwaari, aʋaʋudza iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mwari wakaisa machinda maviri aMidhiani, Orebhi naZeebhi, mumaoko enyu; zvino ini ndaigona kuiteiwo, kana ndichizvifananidza nemi?” Ipapo kutsamwa kwavo kwakanyarara kwaari, avaudza izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mwari akaisa mumaoko enyu vatungamiriri vevaMidhiani vanaOrebhu naZeebhu. Zvino chiiwo chandakaita chingabangoenzaniswa nezvamakaita, imi?” Ipapo kumugumbukira kwavakanga vakaita kwakabva kwapera paakavataurira izvozvi. Viz kapitola |