Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:26 - Shona BIBLE

26 Zvindori izvo zvemhino zvendarama, zvaakakumbira kwavari, pakurema kwazvo zvikasvika mashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe endarama; asi havana kuverenga zvishongo zvakanga zvakafanana nomwedzi, nezvindori zvaishongwa, nenguo shava dzaifukwa namadzimambo aMidhiani; havana kuverengawo uketani hwakanga hwuri pamitsipa yamakamera avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀindori iɀo ɀemhino ɀendarama, ɀaakakumbira kwaʋari, pakurema kwaɀo ɀikaȿika mashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe endarama; asi haʋana‐kuʋereŋga ɀishoŋgo ɀakaŋga ɀakafanana nomŋedzi, neɀindori ɀaishoŋgwa, neŋguʋo shaʋa dzaifukwa namadzimambo aMidiani; haʋana‐kuʋereŋga ʋo ʋuketani bgakaŋga bguri pamitsipa yamakamera aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvindori izvo zvemhino zvendarama, zvaakakumbira kwavari, pakurema kwazvo zvikasvika mashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe endarama; asi havana kuverenga zvishongo zvakanga zvakafanana nomwedzi, nezvindori zvaishongwa, nenguo shava dzaifukwa namadzimambo aMidhiani; havana kuverengawo uketani hwakanga hwuri pamitsipa yamakamera avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Uremo hwemhete dzendarama dzaakanga avakumbira dziya hwakaita chiuru chimwechete chamashekeri endarama namazana manomwe awo, tisingaverengei zvedu nyembe namakoza nehanzu dzeruvara rwehute dzaipfekwa namadzimambo evaMidhiani uye ngetani dzaiva mumitsipa yengamera dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ʋatoŋgi 8:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy