Ʋatoŋgi 8:24 - Shona BIBLE24 Gidheoni akati kwavari, “Ndinoda kukumbira chinhu chimwe kwamuri: Mumwe nomumwe wenyu ngaandipe zvindori zvemhino zviri pakati pezvakapambwa zvake.” (Nokuti vakanga vane zvindori zvemhino zvendarama, nokuti vakanga vari vaIshimaeri.) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Gideoni akati kwaʋari: Ndinoɗa kukumbira cinhu cimŋe kwamuri: Mumŋe nomumŋe wenyu ŋgaandipe ɀindori ɀemhino ɀiri pakati peɀakapambga ɀake. (Nokuti ʋakaŋga ʋaneɀindori ɀemhino ɀendarama, nokuti ʋakaŋga ʋari ʋaIshmaeri.) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Gidheoni akati kwavari, “Ndinoda kukumbira chinhu chimwe kwamuri: Mumwe nomumwe wenyu ngaandipe zvindori zvemhino zviri pakati pezvakapambwa zvake.” (Nokuti vakanga vane zvindori zvemhino zvendarama, nokuti vakanga vari vaIshimaeri.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Gidheoni akatiwo kwavari, “Chinhu chimwechete chandinokukumbirai ndechokuti mumwe nomumwe wenyu ngaandipe mhete dzomunzeve dziri muzvinhu zvaakapamba.” Akadaro nokuti vaiva nemhete dzendarama dzomunzeve, zvavakanga vari vechiIshimaeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Gidheoni akatiwo kwavari, “Chinhu chimwechete chandinokukumbirai ndechokuti mumwe nomumwe wenyu ngaandipe mhete dzomunzeve dziri muzvinhu zvaakapamba.” Akadaro nokuti vaiva nemhete dzendarama dzomunzeve, zvavakanga vari vechiIshimaeri. Viz kapitola |