Ʋatoŋgi 8:23 - Shona BIBLE23 Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakubatiyi ushe, kunyangwe mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Gideoni akati kwaʋari: Ini handiŋgakuɓatiyi ʋushe, kunyaŋge mŋanakomana waŋgu haaŋgakuɓatiyi ʋushe; Jehova ndiye ucakuɓatai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Gidheoni akati kwavari, “Ini handingakubatiyi ushe, kunyange mwanakomana wangu haangakubatiyi ushe; Jehovha ndiye uchakubatai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi Gidheoni akavati, “Ini handisi kuzova mutongi wenyu, mwanakomana wangu haasi kuzovawo mutongi wenyu, asi Tenzi ndiye achava mutongi wenyu.” Viz kapitola |