Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:22 - Shona BIBLE

22 Zvino varume VaIsiraeri vakati kuna Gidheoni, “Mutibate ushe imi nomwanakomana wenyu, nomwanakomana womwanakomana wenyuwo, nokuti makatiponesa pamaoko avaMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakati kunaGideoni: Mutiɓate ʋushe imi nomŋanakomana wenyu, nomŋanakomana womŋanakomana wenyu ʋo, nokuti makatiponesa pamaʋoko aʋaMidiani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino varume vaIsiraeri vakati kuna Gidheoni, “Mutibate ushe imi nomwanakomana wenyu, nomwanakomana womwanakomana wenyuwo, nokuti makatiponesa pamaoko avaMidhiani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Varume veIsiraeri vakataurira Gidheoni vachiti, “Zvamakatinunura mumaoko avaMidhiani dai mukachiva zvenyu mutongi wedu iyemi muchiteverwa nomwanakomana wenyu kwozouya muzukuru wenyu mukomana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Varume veIsiraeri vakataurira Gidheoni vachiti, “Zvamakatinunura mumaoko avaMidhiani dai mukachiva zvenyu mutongi wedu iyemi muchiteverwa nomwanakomana wenyu kwozouya muzukuru wenyu mukomana.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy