Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:20 - Shona BIBLE

20 Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, “Simuka, uvauraye.” Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino akati kunaJeteri, ɗaŋgwe rake: Simuka, uʋaʋuraye. Asi jaya harina‐kuvomora munondo waro, nokuti rakatya, ɀarakaŋga riciri mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino akati kuna Jeteri, dangwe rake, “Simuka, uvauraye.” Asi jaya harina kuvhomora munondo waro, nokuti rakatya, zvarakanga richiri mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ipapo akati kuna Jeteri dangwe rake, “Simuka uvauraye.” Asi mukomana uyu haana kuvaburitsira bakatwa rake muhara, aitya nokuti akanga achiri muduku.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy