Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 8:18 - Shona BIBLE

18 Ipapo akati kuna Zebha naZarimuna, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura, vakati, “Sezvamakaita imi, ndizvo zvavakanga vakaita ivo; mumwe nomumwe wakanga akafanana nomwana wamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ipapo akati kunaZeba naZarmuna: Ʋarume ʋamakaʋuraya paTabori ʋakaŋga ʋakaɗiniko? Ʋakapindura, ʋakati: Seɀamakaita imi, ndiɀo ɀaʋakaŋga ʋakaita iʋo; mumŋe nomumŋe wakaŋga akafanana nomŋana wamambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Ipapo akati kuna Zebha naZarimuna, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura, vakati, “Sezvamakaita imi, ndizvo zvavakanga vakaita ivo; mumwe nomumwe wakanga akafanana nomwana wamambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Gidheoni akabvunza Zebha naZarimuna kuti, “Varume vamakauraya kuTabhori vakanga vakaita sei?” Ivo vakati, “Vakanga vakaita semi, vose vachinge vanakomana vamambo chaivo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Gidheoni akabvunza Zebha naZarimuna kuti, “Varume vamakauraya kuTabhori vakanga vakaita sei?” Ivo vakati, “Vakanga vakaita semi, vose vachinge vanakomana vamambo chaivo.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 8:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy