Ʋatoŋgi 8:11 - Shona BIBLE11 Gidheoni akakwira nenzira yavaigara pamatende, nokumabvazuva kweNobha neJogobheha, akakunda hondo; nokuti hondo yakanga yakafara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Gideoni akakwira nenzira yaʋaigara pamatente, nokumabvazuʋa kweNoba neJogobeha, akakunda hondo; nokuti hondo yakaŋga yakafara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Gidheoni akakwira nenzira yavaigara pamatende, nokumabvazuva kweNobha neJogobheha, akakunda hondo; nokuti hondo yakanga yakafara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gidheoni akakwira nenzira yavanogara mumatendhe kumabvazuva kweNobha neJogibheha, akabva afuta hondo iyoyo oirwisa nokuti hondo iyoyo yakanga yavarayirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Gidheoni akakwira nenzira yavanogara mumatendhe kumabvazuva kweNobha neJogibheha, akabva afuta hondo iyoyo oirwisa nokuti hondo iyoyo yakanga yavarayirwa. Viz kapitola |