Ʋatoŋgi 7:15 - Shona BIBLE15 Zvino Gidheoni wakati achinzwa kurondedzerwa kwokurota uku nokududzirwa kwako, akanamata; akadzokera kumisasa, akati, “Simukai, nokuti Jehovha akaisa misasa yaMidhiani mumaoko enyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Gideoni wakati acinzwa kurondedzerwa kwokurota uku nokuɗudzirwa kwako, akanamata; akadzokera kumisasa, akati: Simukai, nokuti Jehova wakaisa misasa yaMidiani mumaʋoko enyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Gidheoni wakati achinzwa kurondedzerwa kwokurota uku nokududzirwa kwako, akanamata; akadzokera kumisasa, akati, “Simukai, nokuti Jehovha wakaisa misasa yaMidhiani mumaoko enyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Gidheoni paakanzwa hope idzi nokududzirwa kwadzo akapfugama akanamata. Akadzokera kumatendhe avaIsiraeri akati, “Handei nokuti Tenzi atoisa hondo yavaMidhiani mumaoko enyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Gidheoni paakanzwa hope idzi nokududzirwa kwadzo akapfugama akanamata. Akadzokera kumatendhe avaIsiraeri akati, “Handei nokuti Tenzi atoisa hondo yavaMidhiani mumaoko enyu.” Viz kapitola |