Ʋatoŋgi 7:11 - Shona BIBLE11 ugondonzwa zvavanotaura; shure kwaizvozvo maoko ako achasimbiswa kuburukira kumisasa.” Ipapo akaburuka ana Pura muranda wake, kusvikira kumudzivo wavarwi, vakanga vari pamisasa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ugondonzwa ɀaʋanotaura; shure kwaiɀoɀo maʋoko ako acasimbiswa kuɓurukira kumisasa. Ipapo akaɓuruka anaPura muranda wake, kuȿikira kumudziʋo waʋarwi, ʋakaŋga ʋari pamisasa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 ugondonzwa zvavanotaura; shure kwaizvozvo maoko ako achasimbiswa kuburukira kumisasa.” Ipapo akaburuka ana Pura muranda wake, kusvikira kumudzivo wavarwi, vakanga vari pamisasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 mundonzwa zvavari kutaura, unobva wasimba mwoyo, wozodzika kundorwisa hondo yavo.” Saka iye nomuranda wake Pura vakaenda kumapeto kwamatendhe kwaiva navarume vehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 mundonzwa zvavari kutaura, unobva wasimba mwoyo, wozodzika kundorwisa hondo yavo.” Saka iye nomuranda wake Pura vakaenda kumapeto kwamatendhe kwaiva navarume vehondo. Viz kapitola |