Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 6:6 - Shona BIBLE

6 VaIsiraeri vakava varombo kwazvo nokuda kwaMidhiani; zvino vana VaIsiraeri vakachema kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 ƲaIsraeri ʋakaʋa ʋarombo kwaɀo nokuɗa kwaMidiani; ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 VaIsiraeri vakava varombo kwazvo nokuda kwaMidhiani; zvino vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 VaIsiraeri vaisara vangovawo vanhu zvavo, vasisina chokubata pamusana pevaMidhiani. VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi kuti avanunure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 VaIsiraeri vaisara vangovawo vanhu zvavo, vasisina chokubata pamusana pevaMidhiani. VaIsiraeri vakachema kuna Tenzi kuti avanunure.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 6:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy