Ʋatoŋgi 6:5 - Shona BIBLE5 Nokuti vaikwira nezvipfuwo zvavo, namatende avo; vaiuya vakawanda semhashu, vasingagoni kuverengwa, ivo namakamera avo; vaipinda munyika kuti vaiparadze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ʋaikwira neɀipfuwo ɀaʋo, namatente aʋo; ʋaiʋuya ʋakawanda semhashu, ʋasiŋgagoni kuʋereŋgwa, iʋo namakamera aʋo; ʋaipinda munyika kuti ʋaiparadze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti vaikwira nezvipfuwo zvavo, namatende avo; vaiuya vakawanda semhashu, vasingagoni kuverengwa, ivo namakamera avo; vaipinda munyika kuti vaiparadze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chaiitika ndechokuti vaiuya vaine zvipfuwo zvavo namatendhe vakawanda semhashu, vanhu nengamera dzavo zvisingaverengeki. Vaiti kana vauya vaisiya nyika yaparara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chaiitika ndechokuti vaiuya vaine zvipfuwo zvavo namatendhe vakawanda semhashu, vanhu nengamera dzavo zvisingaverengeki. Vaiti kana vauya vaisiya nyika yaparara. Viz kapitola |