Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 6:39 - Shona BIBLE

39 Zvino Gidheoni akati kuna Mwari, “Regai henyu kunditsamwira, kana ndikataurazve kamwechete; nditenderei ndiidzezve kamwechete nedebwe; zvino padebwe bedzi pave pakaoma, asi pasi pose pave nedova.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino Gideoni akati kunaMŋari: Regai henyu kunditsamŋira, kana ndikataura ɀe kamŋe cete; nditenderei ndiidze ɀe kamŋe cete neɗebge; ɀino paɗebge ɓedzi paʋe pakawoma, asi pasi pose paʋe neɗoʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino Gidheoni akati kuna Mwari, “Regai henyu kunditsamwira, kana ndikataurazve kamwe chete; nditenderei ndiidzezve kamwe chete nedebwe; zvino padebwe bedzi pave pakaoma, asi pasi pose pave nedova.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Gidheoni akatetererazve Mwari achiti, “Ndapota regai zvenyu kundishatirirwa ndigotaurawo kamwechete kano. Regai ndiedze zvakare nemhombwa yewuru kamwechete. Ndinokumbira kuti wuru iyi ive ndiyo yakaoma, pamwe pose pasi pave nedova.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Gidheoni akatetererazve Mwari achiti, “Ndapota regai zvenyu kundishatirirwa ndigotaurawo kamwechete kano. Regai ndiedze zvakare nemhombwa yewuru kamwechete. Ndinokumbira kuti wuru iyi ive ndiyo yakaoma, pamwe pose pasi pave nedova.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 6:39

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy