Ʋatoŋgi 6:31 - Shona BIBLE31 Asi Joashi wakati kuna vose vakanga vachimupopotera, “Moda kurwira Bhaari kanhi? Moda kumuponesa? Unomurwira uchaurayiwa mangwanani ano; kana ari mwari, ngaazvirwire amene, zvaakaputsirwa atari yake nomunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi Joashi wakati kunaʋose ʋakaŋga ʋacimupopotera: Moɗa kurwira Baari kanhi? Moɗa kumuponesa? Unomurwira ucaʋurawa maŋgwanani ano; kana ari mŋari, ŋgaaɀirwire amene, ɀaakaputsirwa artari yake nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Asi Joashi wakati kuna vose vakanga vachimupopotera, “Moda kurwira Bhaari kanhi? Moda kumuponesa? Unomurwira uchaurawa mangwanani ano; kana ari mwari, ngaazvirwire amene, zvaakaputsirwa atari yake nomunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi Joashi akabvunza mhomho yakanga yakamukomba achiti, “Heya mafunga kurwira Bhaari nhai, kana kuti motoda zvenyu kumununura? Anenge achirwira Bhaari ngaaurayiwe mangwana kusati kwaedza. Kana Bhaari ari mwari regai azvirwire pachake nokuti atari yake yakapwanywa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi Joashi akabvunza mhomho yakanga yakamukomba achiti, “Heya mafunga kurwira Bhaari nhai, kana kuti motoda zvenyu kumununura? Anenge achirwira Bhaari ngaaurayiwe mangwana kusati kwaedza. Kana Bhaari ari mwari regai azvirwire pachake nokuti atari yake yakapwanywa.” Viz kapitola |