Ʋatoŋgi 6:29 - Shona BIBLE29 Vakataurirana, vakati, “Ndianiko wakaita chinhu ichi?” Vakati vachinzvera nokubvunzisisa, zvikanzi, “Gidheoni mwanakomana waJoashi, ndiye wakaita chinhu ichi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakataurirana, ʋakati: Ndianiko wakaita cinhu ici? Ʋakati ʋacinɀera nokubvunzisisa, ɀikanzi: Gideoni mŋanakomana waJoashi, ndiye wakaita cinhu ici. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Vakataurirana, vakati, “Ndianiko wakaita chinhu ichi?” Vakati vachinzvera nokubvunzisisa, zvikanzi, “Gidheoni mwanakomana waJoashi, ndiye wakaita chinhu ichi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakabvunza vachiti, “Chaizvoizvo ndiani aita izvi?” Vakabvunzisisa vachitsvagurudza vakazoti, “NdiGidheoni mwanakomana waJoashi akaita izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakabvunza vachiti, “Chaizvoizvo ndiani aita izvi?” Vakabvunzisisa vachitsvagurudza vakazoti, “NdiGidheoni mwanakomana waJoashi akaita izvi.” Viz kapitola |