Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 6:22 - Shona BIBLE

22 Ipapo Gidheoni akaona kuti mutumwa waJehovha. Gidheoni akati, “Haiwa, Jehovha Mwari! Nokuti ndaona mutumwa waJehovha zviso zvakatarisana.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ipapo Gideoni akaʋona kuti mutumŋa waJehova. Gideoni akati: Haiwa, Jehova Mŋari! nokuti ndaʋona mutumŋa waJehova ɀiso ɀakatarisana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ipapo Gidheoni akaona kuti mutumwa waJehovha. Gidheoni akati, “Haiwa, Jehovha Mwari! Nokuti ndaona mutumwa waJehovha zviso zvakatarisana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Gidheoni ndokubva aziva kuti mutumwa waTenzi. Ndokukanuka achiti, “Hezvo hezvo! Nhai Tenzi Mwari, zvandaonanazve nomutumwa waTenzi uso nouso.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Gidheoni ndokubva aziva kuti mutumwa waTenzi. Ndokukanuka achiti, “Hezvo hezvo! Nhai Tenzi Mwari, zvandaonanazve nomutumwa waTenzi uso nouso.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 6:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy