Ʋatoŋgi 6:12 - Shona BIBLE12 Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari, akati kwaari, “Jehovha anewe, iwe murume ane simba noumhare.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo mutumŋa waJehova akaɀiratidza kwaari, akati kwaari: Jehova unewe, iwe murume unesimba noʋumhare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari, akati kwaari, “Jehovha anewe, iwe murume ane simba noumhare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutumwa waTenzi akazviratidza kuna Gidheoni ndokuti, “Tenzi anewe, iyewe mvumba chaiyo yokurwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mutumwa waTenzi akazviratidza kuna Gidheoni ndokuti, “Tenzi anewe, iyewe mvumba chaiyo yokurwa.” Viz kapitola |